Accessibility links

Vhidhiyo Yekuona

Makadii Challenge - Vhoterayi Agona Kutaura

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Makadii challenge, vhoterayi vamunofunga kuti vagona kumhoresa rerurimi rwaamai. Vhotai motumirawo vamwe vhidhiyo iyi vavhotewo. Marvellous Mhlanga-Nyahuye anotaura nevatori venhau nevamwewo vepaVoice Of America kuti tinzwe kuti vangagone here kuverenga zvakanaka panoti makadii.Ndiyani akagona?

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG