Accessibility links

Breaking News

Vanowona Nezvekuburitswa Kwemashoko muMDC VaDaniel Molekela Votaura Nezva VaJob Sikhala


Vanowona Nezvekuburitswa Kwemashoko muMDC VaDaniel Molekela Votaura Nezva VaJob Sikhala
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:01:13 0:00

Vatsigiri veMDC varatidzira muHarare vachiti havasi kufara nekunonoka kuunzwa kumatare kwaitwa mutevedzeri wasachigaro webato ravo VaJob Sikhala avo vari kupomerwa mhosva yekuronga zvekupidigura hurumende yaVaEmmerson Mnangagwa. Vanowona nezvekuburitswa kwemashoko muMDC VaDaniel Molekela votaura.

XS
SM
MD
LG