Accessibility links

Breaking News

Bhanga Guru Renyika Rozivisa Kuti Richaparura Mari Itsva


Bhanga Guru Renyika Rozivisa Kuti Richaparura Mari Itsva
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:19 0:00

Bhanga guru renyika rinozivisa kuti richaparura mari itsva yemunyika mukati memasvondo maviri ari kutevera senzira yekugadzirisa kushaikwa kwemari munyika pamwe nekugadzirisa zviri kunetsa mumabhanga izvo nyanzvi munyaya dzehupfumi dzinoti kudhindwa dhindwa kwemari kunogona kukonzerawo inflation.

XS
SM
MD
LG