Accessibility links

Breaking News

Chizvarwa Che Zimbabwe Chiri muAmerica Muzvare Theresa Dangwa Vobatsira Vanotambura kuZimbabwe


Chizvarwa Che Zimbabwe Chiri muAmerica Muzvare Theresa Dangwa Vobatsira Vanotambura kuZimbabwe
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:05:46 0:00

Chizvarwa cheZimbabwe chiri muAmerica muzvare Theresa Dangwa vanoti vane zvirongwa zvakawanda zvavari kuita kuZimbabwe zvekubatsira vanotambura nyaya vana vechidiki. Muzvare Dangwa vanotaura naMarvellous Mhlanga-Nyahuye mutori wenhau weVOA Studio 7 pamusoro pezvirongwa zvavari kuita kumusha.

XS
SM
MD
LG