Accessibility links

Breaking News

Zuva reVapoteri Rocherechedzwa Pasi Rose


Zuva reVapoteri Rocherechedzwa Pasi Rose
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:02:21 0:00

VaTichaona Mabonga, avo vanochengetedzawo vapoteri muhofisi yeUNHCR muZimbabwe, vati nhasi izuva guru rekutenda basa rinoitwa nenyika nevanhu vanochengetedza vapoteri. Vapoteri vazhinji muZimbabwe vanogara kuTongogara Refugee Camp kuChipinge. Nyaya ina Godwin Mangudya.

XS
SM
MD
LG