Vasungwa Vemujeri reChikurubi Vowandisa
Mukuru wemajeri mudunhu reHarare Metropolitan, VaAlford Gapare, vati Chikurubi Maximum jeri iri rine vasungwa vakawandisa izvo zviri kukonzera kushaikwa kwemishonga, chikafu, machira hembe nezvimwe. Vatiwo kunyange hazvo jeri iri riine zvipatara, harina motokari yekuendesa varerwe kuParirenyatwa.
Zvikamu
-
Kubvumbi 23, 2024
Sabhuku Temba Mliswa Vorwisa Huori Pakugoverwa kweChikafu
-
Kubvumbi 19, 2024
Vhidhiyo Yekuona -Rachel Kwainona
Facebook Forum