Accessibility links

Breaking News

Mutauriri weNational Assembly Advocate Jacob Mudenda Votaura Pamusoro Pehukama Hwavo neDFID


Mutauriri weNational Assembly Advocate Jacob Mudenda Votaura Pamusoro Pehukama Hwavo neDFID
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:00:37 0:00

Paramende iri kuita nhaurarino nebazi remuzinda weBritain rinoona nezvebudiriro yekunze kwenyika iyi, reDepartment of International Development kana DFID nechinangwa chekusimbaradza mashandiro emakomiti eparamende ayo anonzi neDFID haana kusimba pari zvino. Advocate Jacob Mudenda votaura.

XS
SM
MD
LG