Accessibility links

Breaking News

Mutungamiri weTransform Zimbabwe Anoti Anowona Bato Rake Richidyidzana NeHurumende yaVaTrump


Mutungamiri weTransform Zimbabwe Anoti Anowona Bato Rake Richidyidzana NeHurumende yaVaTrump
please wait

No media source currently available

0:00 0:03:16 0:00

Mutungamiri webato reTransform Zimbabwe VaJacob Ngarivhume avo vari kushanya muAmerica pari zvino vanoti vanowona bato ravo richidyidzana nehurumende yaVa Donald Trump ichangobva kugadzwa. VaNgarivhume vanoti mapato emunyika anofanirwa kudzidza kubva kuAmerica panyaya yehutongo hwejechetere.

‚Äč
XS
SM
MD
LG