Accessibility links

Breaking News

Vamwe Vatsigiri veZanu PF Vanotsigira VaEmmerson Munangagwa Votamba Pamusangano weCentral Committee Pakadzingwa VaMugabe


Vamwe Vatsigiri veZanu PF Vanotsigira VaEmmerson Munangagwa Votamba Pamusangano weCentral Committee Pakadzingwa VaMugabe
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:00:16 0:00

Dzimwe nhengo dzeZanu PF dzinotsigira VaMnangagwa votamba mushure mekudzingwa kwa VaRobert Mugabe nemudzimai wavo mubato reZanu PF. Izvi zvakaitwa pakaturwa zvisungo zvedare reCentral Committe yeZanu PF muHarare. Nyaya ina Patricia Mudadigwa.

XS
SM
MD
LG