Sangano reZimbabwe Human Rights Commission Rinoti Vanhu Vakawanda Mudunhu reManicaland Havana Magwaro eKufambisa
- Loirdham Moyo
Mutevedzeri wasachigaro wesangano reZHRC Amai Ellen Sithole vanoti pane zvikonzero zvakawanda zviri kupa kuti vanhu vasatore magwaro akakosha aya. Vatiwo nekuda kwekuti vamwe vanoona zviri nyore kungoyambuka muganhu vachipinda nekubuda muMozambique vasina magwaro. Asi vati pane zvimwe zvikonzero.
Zvikamu
-
Kubvumbi 23, 2024
Sabhuku Temba Mliswa Vorwisa Huori Pakugoverwa kweChikafu
-
Kubvumbi 19, 2024
Vhidhiyo Yekuona -Rachel Kwainona
Facebook Forum