No media source currently available
Mutungamiri weMDC, VaNelson Chamisa,vakurudzira mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa kuti vasazvitutumadze vachiramba kuita nhaurirano navo vachiti ruzhinji rweZimbabwe rwasvika panguva yakaoma kubudikidza negakava riripo pakati pavo vari vaviri. Vhidhiyo; Thomas Chiripasi.
Govanai
Ona Mafungiro
Facebook Forum