Accessibility links

Breaking News

MDC-T YaVaNelson Chamisa Yoita Musangano muBritain


MDC-T YaVaNelson Chamisa Yoita Musangano muBritain
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:35 0:00

Mutungamiri wechimwe chikwata MDC-T VaNelson Chamisa vakaita musangano nemusi weSvondo paJubilation Centre, Bedford kuBritain nezvizvarwa zveZimbabwe zviri munyika iyi. VaChamisa vakaudza vanhu ava kuti vanofungidzira kuti pane hurongwa hwekuda kubirira sarudzo uye havasi kuzorega izvi zvichiitwa.

XS
SM
MD
LG