Accessibility links

Breaking News

Vatsigiri veMDC Voratidzira Padare Ramejasitireti muHarare


Vatsigiri veMDC Voratidzira Padare Ramejasitireti muHarare
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:00:14 0:00

Vatsigiri veMDC voratidzira padare ramejasitireti muHarare vachiratidza kutsamwa nekunonoka kuiswa kudare iri kwemumiriri weZengeza West uye vari mutevedzeri wasachigaro weMDC, VaJob Sikhala, avo vakasungwa nezuro vachipomerwa mhosva yekuda kupidigura hurumende. Nyaya ina Thomas Chiripasi.

XS
SM
MD
LG