Accessibility links

Breaking News

Musangano weMDC Wange Uchada Kuitwa Mangwana Womiswa Nemapurisa


Musangano weMDC Wange Uchada Kuitwa Mangwana Womiswa Nemapurisa
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:01:36 0:00

Mapurisa nhasi arambidza bato guru rinopikisa reMDC kuita musangano waro mangwana apo mutungamiriri webato iri, VaNelson Chamisa, vange vakatarisirwa kuzivisa gwara richafamba nebato ravo pamwe nezvirongwa zvavachaita gore rino. Mutevedzeri wemutauriri weMDC, VaLuke Tamborinyoka, votaura neStudio7.

XS
SM
MD
LG