Accessibility links

Breaking News

Mumwe Weavo Vakapambwa Vakarohwa VaBlessing Kanotunga veMDC Votaura Zvakaitika Kwavari


Mumwe Weavo Vakapambwa Vakarohwa VaBlessing Kanotunga veMDC Votaura Zvakaitika Kwavari
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:01:11 0:00

Vamwe vatsigiri veMDC vopemera vasori mhosva yekuvapamba nekuvarova zvakaipisisa vachida kuti vasaratidzire. Mumwe weavo vakapambwa vakarohwa VaBlessing Kanotunga veMDC votaura zvakaitika kwavari pavaka pambwa.

XS
SM
MD
LG