Accessibility links

Breaking News

VaSikhala Vanowanikwa Vasina Mhosva neDare kuMasvingo


VaSikhala Vanowanikwa Vasina Mhosva neDare kuMasvingo
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:33 0:00

Mutevedzeri wasachigaro muMDC inotungamirwa naVaNelson Chamisa, VaJob Sikhala, vanowanikwa vasina mhosva yavanga vachipomerwa yekuda kupidigura hurumende yaVaEmmerson Mnangagwa. Nyaya ina Godfrey Mtimba.

XS
SM
MD
LG