Accessibility links

Breaking News

Vanhu Vanoungana Vachida Kunzwa Mutongo Uchapihwa VaSikhala


Vanhu Vanoungana Vachida Kunzwa Mutongo Uchapihwa VaSikhala
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:11 0:00

Mutevedzeri wasachigaro muMDC inotungamirwa naVaNelson Chamisa, VaJob Sikhala, vanowanikwa vasina mhosva yavanga vachipomerwa yekuda kupidigura hurumende yaVaEmmerson Mnangagwa nedare rekuMasvingo. MDC inorangarira mutungamiri wayo wekutanga, VaMorgan Tsvangirai, avo vakashaya makore maviri.

XS
SM
MD
LG