Accessibility links

Breaking News

Vhidhiyo Yekuona

Gavhuna weBhanga Guru Renyika VaJohn Mangudya Vanoti Chirongwa Chemari yemaBond Notes Chirikufamba Zvakanaka


Gavhuna weBhanga Guru Renyika VaJohn Mangudya Vanoti Chirongwa Chemari yemaBond Notes Chirikufamba Zvakanaka
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:05:52 0:00

Gavhuna webhanga guru renyika VaJohn Mangudya vanoti chirongwa chemari yemabond notes chirikufamba zvakanaka. Marvellous Mhlanga-Nyahuye weStudio7 akavhunza VaMangudya kuti vachasiya basa here sekuvimbisa kwavakaita kuti kana mabond notes akasashanda zvakanaka vaizoregedza basa. Ivo vakati kwete.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG