Accessibility links

Breaking News

Gavhuna veBhanga Guru Renyika VaJohn Mangudya Vanoti Chirongwa Chemari yemaBond Notes Chirikufamba Zvakanaka

Gavhuna veBhanga Guru Renyika VaJohn Mangudya Vanoti Chirongwa Chemari yemaBond Notes Chirikufamba Zvakanaka
please wait

No media source currently available

0:00 0:07:33 0:00

Gavhuna vebhanga guru renyika VaJohn Mangudya vanoti chirongwa chekushandiswa kwemari yemabond notes chirikufamba zvakanaka. VaMangudya vakabvunzwa naMarvellous Mhlanga-Nyahuye weStudio7 kuti vachasiya basa here sezvavakavimbisa kana chirongwa chemabond notes ichi chikakundikana, iyo vakati kwete.

XS
SM
MD
LG