Accessibility links

Breaking News

Masangano eARTUZ nePTUZ Anoti Achabatana Navana Chiremba Mukuratidzira Nemusi weChishanu Kana Dr Mangombeyi Vasati Vawanikwa


Masangano eARTUZ nePTUZ Anoti Achabatana Navana Chiremba Mukuratidzira Nemusi weChishanu Kana Dr Mangombeyi Vasati Vawanikwa
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:05:02 0:00

Vanyori vakuru vemasangano evarairidzi anoti reARTUZ VaRobson Chere May VaRaymond Majongwe vePTUZ vobatana mukushora kupambwa kwaDr Peter Mangombeyi. Masangano aya anoti acharatidzira nemusi weChishanu kana Dr Mangombeyi vasati vawanikwa. (Vhidhiyo naBlessing Zulu)

XS
SM
MD
LG