Accessibility links

Breaking News

Vana Chiremba Voenderera Mberi Nekuratidzira


Vana Chiremba Voenderera Mberi Nekuratidzira
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:01:37 0:00

Vana chiremba vemuzvipatara zvikuru zvehurumende vanoenderera mberi vachiramwa mabasa vachiti vachadzokera kubasa chete kana vakafanobata chigaro chemutungamiri weZimbabwe Hospital Doctors Association, Dr Peter Magombeyi, avo vakapambwa nemusi weMugovera manheru, vadzoswa vari vapenyu.

XS
SM
MD
LG