No media source currently available
Gurukota rezvehutano, Dr Obediah Moyo, vati vanoshushikana zvikuru kuti vashandi vave vashoma muzvipatara uye vati vave kubatsira nemapurisa nemasoja. Nyaya ina Blessing Zulu.
Govanai