Accessibility links

Breaking News

Dare Remakurukota Rozeya Nyaya Yachiremba Dr Peter Magombeyi


Dare Remakurukota Rozeya Nyaya Yachiremba Dr Peter Magombeyi
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:05:45 0:00

Dare remakurukota nhasi razeya nyaya yachiremba Dr Peter Magombeyi avo vanofungidzirwa kuti vakapamba nemusi weMugovera wapfuura, uye raita chisungo chekuti mapazi ese ehurumende anoona nezvekuchengetedzwa nekudzvirirwa kwenyika vatsvage kuti chiremba ava vari kupi. Nyaya ina Blessing Zulu.

XS
SM
MD
LG