Accessibility links

Breaking News

Vanhu Vanoratidzira paGungano reKucherechedza Zuva reWorld Aids Day kuMasvingo


Vanhu Vanoratidzira paGungano reKucherechedza Zuva reWorld Aids Day kuMasvingo
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:00:16 0:00

Apo Zimbabwe yakabatana nepasi rose mukucherechedza zuva reWorld Aids Day kuMasvingo neSvondo vanhu vanorarama neHIV/AIDS vakaratidzira pamberi pegurukota rezvehutano nekuchengetedzwa kwevana Doctor Obadiah Moyo vachiti vanoda mishonga navanachiremba muzvipatara.

XS
SM
MD
LG