Accessibility links

Breaking News

Vanhu Vokurudzirwa Kusambunyikidza Kodzero dzeVana Vanozvarwa Nesikarudzi Mbiri Dzakasiyana

Vanhu Vokurudzirwa Kusambunyikidza Kodzero dzeVana Vanozvarwa Nesikarudzi Mbiri Dzakasiyana
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:36 0:00

Nyazvi munyaya dzezvehutano dziri kukurudzira mhuri kuti dzitsvagire vana vanozvarwa vaine sikarudzi mbiri yechirumene neyechidzimai kana kuti intersex kuti vatsvagire vana ava rubatsiro nekukukurumidza kuti vakwanisewo kugara hupenyu sevamwe pasina kutya. Nyaya ina Amai Gumisai Bonzo.

XS
SM
MD
LG