Accessibility links

Breaking News

Dambudziko reZvirwere zveMaziso Ronetsa Munyika


Dambudziko reZvirwere zveMaziso Ronetsa Munyika
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:12 0:00

Nyanzvi munyaya dzezvirwere zvemaziso zvakaita setsanga kana kuti cataract pamwe nechirwere che glaucoma dzinoti zvirwere zviviri izvi ndizvo zviri kunetsa vanhu vakawanda munyika sezvo vasina mari yekuti varapwe zvirwere izvi. Vamwe gogo votaura pamusoro pekurwara kwavo.

XS
SM
MD
LG