VaGoddard Voramba Kuti Vakakumbirwa Mari naVaTemba Mliswa
Komiti yeparamende iri kuongorora nyaya yehuwori iri kupomerwa VaTemba Mliswa nedzimwe nhengo dzekomiti iyi yanzwa kuti muzvinabhizimisi, VaShepard Tundiya, vanozviti vakatumwa nemutungamiriri wenyika kugadzirisa zvinhu kuHwange Colliery, ndivo vakaronga musangano naVaGoddard vakazokumbirwa mari.
Zvikamu
-
Kubvumbi 23, 2024
Sabhuku Temba Mliswa Vorwisa Huori Pakugoverwa kweChikafu
-
Kubvumbi 19, 2024
Vhidhiyo Yekuona -Rachel Kwainona
Facebook Forum