Accessibility links

Breaking News

Masangano Oenderera Mberi Achicherechedza Mazuva Gumi Nematanhatu Ekukurudzira Kuchengetedzwa Kwekodzero Dzevanhu


Masangano Oenderera Mberi Achicherechedza Mazuva Gumi Nematanhatu Ekukurudzira Kuchengetedzwa Kwekodzero Dzevanhu
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:01:37 0:00

Masangano nemapato ezvematongerwo enyika oenderera mberi achicherechedza mazuva gumi nematanhatu ekukurudzira kuchengetedzwa kwekodzero dzevanhu zvikuru madzimai nevanasikana kubva kumhirizhonga yemudzimba.Amai Susan Matsunge votaura nezve nyaya iyi. Nyaya ina Godwin Mangudya.

XS
SM
MD
LG