No media source currently available
Masangano nemapato ezvematongerwo enyika oenderera mberi achicherechedza mazuva gumi nematanhatu ekukurudzira kuchengetedzwa kwekodzero dzevanhu zvikuru madzimai nevanasikana kubva kumhirizhonga yemudzimba. (Vhidhiyo na Arthur Chigoriwa)
Govanai