Accessibility links

Breaking News

Ongororo yeChirongwa cheCommand Agriculture Yoratidza Kuti Hachisi Kufambiswa Zvakanaka


Ongororo yeChirongwa cheCommand Agriculture Yoratidza Kuti Hachisi Kufambiswa Zvakanaka
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:01:10 0:00

Sangano reZimbabwe Democracy Institute raburitsa ongororo yarakaita pamusoro pechirongwa cheCommand Agriculture inoratidza kuti hachina kubudirira mukuwanisa nyika chikafu nekuda kwezvematongerwo enyika uyewo kutungamirwa nemauto.

XS
SM
MD
LG