Accessibility links

Breaking News

Huwandu Hwevanhu Vari Kunyoresa Kuvhota Munyika Hodzikira


Huwandu Hwevanhu Vari Kunyoresa Kuvhota Munyika Hodzikira
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:52 0:00

Ongororo ichangobva mukuitwa nerimwe sangano rinoongorora sarudzo reElection Resource Centre, ERC, inoratidza kuti huwandu hwevanhu vari kunyoresa kuvhota munyika huri kudzikira nekuti hapana dzidziso pamusoro pekukosha kwakaita kuvhota.VaSolomon Bobosibunu, vati huwandu hwadzikira pane muna 2018.

XS
SM
MD
LG