No media source currently available
Mutungamiri weMDC-T, Muzvare Thokozani Khupe, vanoti vanotambira mashoko emutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, ekuti vachaumba komisheni ichaongorora mhirizhonga yakasiya vanhu vatanhatu vaurayiwa nemauto nemusi weChitatu. Nyaya ina Godwin Mangudya.
Govanai
Ona Mafungiro
Facebook Forum