Accessibility links

Breaking News

Bhanga reAfrican Development Bank Rinobatsira Zimbabwe


Bhanga reAfrican Development Bank Rinobatsira Zimbabwe
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:01:37 0:00

Bhanga reAfrican Development Bank rinobatsira Zimbabwe nemamiriyoni gumi nezviuru mazana mashanu zvemadhora ekuAmerica ekubatsira kusimbaradza nyaya dzekubadharawa kwemitero pamwe nekuvandudza mashandire eparamende nemahofisi aAuditor-General mukuongorora mashandisirwo anoitwa mari dzehurumende.

XS
SM
MD
LG