Accessibility links

Breaking News

Vhidhiyo Yekuona

Vaimbove Gurukota rezveHutano Doctor David Parirenyatwa Vachiburitswa muHusungwa


Vaimbove Gurukota rezveHutano Doctor David Parirenyatwa Vachiburitswa muHusungwa
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:00:40 0:00

Vaimbove gurukota rezvehutano, Doctor David Parirenyatwa, vambosungwa vachipomerwa mhosva yekushandisa hofisi yavo zvisiri pamwero hurumende ichiti vakaita huori pamabatiro avakaita nyaya yemushandi wekambani yehurumende yeNatpharm. Nyaya ina Thomas Chiripasi.

XS
SM
MD
LG