No media source currently available
Vanhu vakawanda vashanyira mapako eChinhoyi nhasi vakurudzira Zimparks kuti ivape munhu ane ruzivo nezvenzvimbo iyi kana kuti Tour Guide pamadhora gumi nemashanu avanenge vabhadhara kuti vapinde panzvimbo iyi. Asi Zimparks inoti vanenge vachida nyanzvi vanobhadhara imwe mari pamusoro.
Govanai
Ona Mafungiro
Facebook Forum