Accessibility links

Breaking News

Mutori Wenhau Hopewell Chin’ono Opihwa Mukana Wekutongwa Achibva Kumba


Mutori Wenhau Hopewell Chin’ono Opihwa Mukana Wekutongwa Achibva Kumba
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:36 0:00

Mutori wenhau Hopewell Chin’ono nhasi apihwa mukana wekutongwa achibva kumba kwake nedare repamusoro panguva iyo sangano reAfrican Commission on Human and People’s Rights ranyorera mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa richigunun’una nekusungwa kwaChin’ono.Gweta rake VaDoug Coltart votaura.

XS
SM
MD
LG