Accessibility links

Breaking News

Hurukuro naBaba Emily Chizvarwa cheZimbabwe cheChirungu Chinoti Vana Vari Kunze Kwenyika Vanofanirwa Kudzidziswa Rurimi Rwaamai

Hurukuro naBaba Emily Chizvarwa cheZimbabwe cheChirungu Chinoti Vana Vari Kunze Kwenyika Vanofanirwa Kudzidziswa Rurimi Rwaamai
please wait

No media source currently available

0:00 0:10:19 0:00

Chimwe chizvarwa cheZimbabwe chechirungu chinogara kuBritain chinozivikanwa nezita rekuti Baba Emily chinoti vana vanozvarirwa kunze kunyika vanofanirwa kudzidziswa rurimi rwaamai. Vanoti mwana wavo akazvarirwa kuBritain asi vanotaura naye neShona. Inzwayi hurukuro yavakaita na Marvellous Nyahuye.

XS
SM
MD
LG