Accessibility links

Breaking News

Auditor-General Amai Mildred Chiri Voshora Huwori Mumamwemapazi Ehurumende


Auditor-General Amai Mildred Chiri Voshora Huwori Mumamwemapazi Ehurumende
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:01:36 0:00

Vanoongorora mashandisirwo emari nehurumende makambani ayo nemakanzuru kana kuti Auditor-General, Amai Mildred Chiri, vanoti huwori, kusatevedza mutemo pakushandiswa kwemari pamwe nekushandisa mari yakawandisa kudarika yaive mubhajeti, zvimwe zvezvinhu zvavakabata muongororo yavakaita.

XS
SM
MD
LG