Accessibility links

Breaking News

Vashandi Vehurumende Vari Pasi Pesangano re Apex Voratidzira muHarare


Vashandi Vehurumende Vari Pasi Pesangano re Apex Voratidzira muHarare
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:00:22 0:00

Vashandi vehurumende vari pasi pesangano re Apex vanoratidzira muHarare vachiti havasi kufara nemihoro yavari kutambiriswa, ukuwo sangano reAmalgamated Rural Teachers Union of Zimbabwe richitiwo nyaya dzaro dzemihoro dzikasagadziriswa, richatanga kuramwa mabasa nemusi weMuvhuro uri kutevera.

XS
SM
MD
LG