Accessibility links

Breaking News

Chad Goller-Sojourner Mumwe Mwana Wechitema Akakudzwa Nevabereki Vachena MuAmerica Otaura Nezve Nhorowondo Yehupenyu Hwake


Chad Goller-Sojourner Mumwe Mwana Wechitema Akakudzwa Nevabereki Vachena MuAmerica Otaura Nezve Nhorowondo Yehupenyu Hwake
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:03:40 0:00

Chad Goller-Sojourner akakura asina kusununguka neganda rake dema. Kunyange hazvo vabereki vechichena vakamuita mwana wavo, anoti aizviona semunhu ari ega muguta rekumahombekombe reTacoma mudunhu reWashington, iro rizere nevanhu vechichena.

XS
SM
MD
LG