Accessibility links

Breaking News

ZEC Yopomera Mamwe Mapato neMasangano Akazvimirira Mhosva yeKutaura Manyepo


ZEC Yopomera Mamwe Mapato neMasangano Akazvimirira Mhosva yeKutaura Manyepo
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:51 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Vachitaura nevatori vanhau nhasi, vakafanobata chigaro chemukuru anoona nezvesarudzo muZEC, cha Chief Elections Officer, Amai Jane Pamhidzirayi Chigiji, vati pane manyepo akawanda ari kutaurwa kana kunyorwa pamadandemutande pamusoro peZEC akaita sekuti vanobira sarudzo, uye kuti gwaro revavhoti harina kumira zvakanaka pamwe nekuti vanoshandisa vasori veCentral Intelligence Organisation pabasa ravo. Amai Chigiji vati ZEC inoita basa rayo pachena uye pane hwaro hwekugadzirisa zvichemo.

XS
SM
MD
LG