Accessibility links

Breaking News

Bato Rema Democrats Ropasisa Homwe yeRubatsiro yeMari Inosvika $1.9 Trillion Ichashandiswa Muzvirongwa zveCovid-19


Bato Rema Democrats Ropasisa Homwe yeRubatsiro yeMari Inosvika $1.9 Trillion Ichashandiswa Muzvirongwa zveCovid-19
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:00 0:00

Mutungamiri weAmerica, VaJoe Biden vovimbisa nyika yavo kuti vachaita kuti matunhu ose agadzirire kuwanisa vanhu vose vanokodzera kubaiwa nhomba yeCovid-19 panosvika Chivabvu 1 gore rino.

XS
SM
MD
LG