VeChidiki veZanu-PF, CCC neMDC-T Voti Havachadi Kushandiswa Kudeura Ropa
CCC neMDC-T vasangana nhasi muHarare vachigadzira hwaro hwekuti sarudzo dzegore rinouya dziitwe murunyararo. Musangano uyo warongwa ne 4 H Zimbabwe, vechidiki vati havachada kushandiswa kuita mhirizhonga.Pamboita kukandirana makobvu nematete pakati peZanu PF neCCC asi zvinhu zvazogadzikana.
Zvikamu
-
Chivabvu 07, 2022
Tendai Mtawarira Akaita Mbiri neRugby Oitwa Munyarikani neUNICEF
-
Kubvumbi 25, 2022
Makurukota emuAmerica Oshanya kuUkraine