Accessibility links

Breaking News

VaVictor Matemadanda Voshora Hurongwa Hwekuratidzira Hurikurongwa neBato reMDC neChishanu


VaVictor Matemadanda Voshora Hurongwa Hwekuratidzira Hurikurongwa neBato reMDC neChishanu
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:01:20 0:00

Mutevedzeri wegurukota rezvekudzivirirwa kwenyika nevakarwa muhondo yeChimurenga uye vari murongi wemisangano muZanu PF, VaVictor Matemadanda vaudza vatori venhau paHeroes Acre kuti havasikuzosiya MDC ichipinda mumigwagwa neChishanu vachiti MDC inozivikanwa nekuita zvemhirizhonga.

XS
SM
MD
LG