Accessibility links

Breaking News

Vamwe Baba Vabva Kumusha weHatfield Votsanangura Zvaitika


Vamwe Baba Vabva Kumusha weHatfield Votsanangura Zvaitika
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:41 0:00

Mapurisa ange akazara mumisha inogara veruzhinji uye mune mimwe misha mapurisa ange achirambidza vanhu kupinda mudhorobha zvichitevera kurambidzwa kwakaitwa bato reMDC kuenderera mberi nekuratidzira kwayo nhasi. Vamwe baba vabva kuHatfield vanoti varohwa zvakaipisa vakarasikirwa nezvinhu zvavo.

XS
SM
MD
LG