Accessibility links

Vhidhiyo Yekuona

Vamwe Vanotambura MuAmerica Vanoti Kugadzwa KwavaTrump Kungango Batsira Kusimbisa Hupfumi Hwenyika

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Mumwe mudzamai anotambura anoti kunyangwe zvake asina kuwana mukana wekuenda kwange kuchigadzwa VaDonald Trump semutungamiri weAmerica, anetarisiro yekuti hupfumi hwenyika yake husimbe. Mudzimai uyu audza Marvellous Nyahuye kuti shuwiro yake ndeyekuti VaTrump vawanise vanhu pekugara pakanaka.

XS
SM
MD
LG