Accessibility links

Vhidhiyo Yekuona

Mumwe Mutsigiri waVaTrump Otaura Pamusoro peKugadzwa Kwavo

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Mumwe mutsigiri waVa Donald Trump wechidzamai anoti achange ari kumabiko emusi weChishanu asi achaenda zvakare kunobatana nemamwe madzimai achange achiratidzira nemugovera. Anoti anoda kunyatsonzwisisa zvichemo zvemadzimai kuitira kuti bato rake rigadzirise pasina kumira zvakanaka.

XS
SM
MD
LG