Accessibility links

Breaking News

Vanhu Vakabva kuZimbabwe Vachiratidzira muKenya Kusafara Kwavo neMitemo Isingavacherechedzi


Vanhu Vakabva kuZimbabwe Vachiratidzira muKenya Kusafara Kwavo neMitemo Isingavacherechedzi
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:54 0:00

Vanotaura rurimi rweShona muKenyaya vari kuratidzira vachiti vanoda kucherechedzwa zviri pamutemo sezvo vagara munyika iyi kwemakore akawanda. Vanhu vanodarika zviuru zvishanu vanoti vari kuitwa rusarura uye havawane rubatsiro rwehurumende, sekutaura kuri kuita mutori wenhua weVOA, Lenny Ruvaga.

XS
SM
MD
LG