Sangano reLove For Africa Rodzidzisa Vanhu Kurima Muti weChaya Une Mashizha Anodyiwa seUsavi
Panguva iyo mitengo yehusavi iri kuramba ichikwira munyika sangano reLove For Africa riri kuVictoria Falls rakabatana ne sangano reMATTER reku USA rinoti rakatanga chirongwa chekudzidza vagari vekumaruva kudyara muti unonzi Chaya uyo usingatore nguva yakareba kuti mashizha awo aitwe usavi.
Zvikamu
-
Chikumi 16, 2022
Livetalk, Diaspora Forum
-
Chivabvu 26, 2022
VeChidiki veZanu-PF, CCC neMamwe Mapato Vobatana paZuva reAfrica Day
-
Chivabvu 25, 2022
VeChidiki veZanu-PF, CCC neMamwe Mapato Vobatana paZuva reAfrica Day
-
Chivabvu 10, 2022
VeChidiki veZanu-PF, CCC neMDC-T Voti Havachadi Kushandiswa Kudeura Ropa
Facebook Forum