Accessibility links

Breaking News

VaObama, VaTrump Vodyidzana Mushure mekuKandirana Makobvu neMatete


VaObama, VaTrump Vodyidzana Mushure mekuKandirana Makobvu neMatete
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:25 0:00

Kudyidzana mune zvematongerwo enyika kwaratidzwa muWashington D.C apo VaBarack Obama vazvipira kubatsira vachangodomwa semutungamiri wenyika VaDonald Trump kuti vakwanise kugadzikana mubasa ravo idzva semutungamiri muna Ndira. Vaviri ava vakakandirana makobvu nematete munguva yekutsvaga rutsigiro kwaVaTrump naAmai Hillary Clinton.

XS
SM
MD
LG